Munya Wangu
SECRETS AND CONFESSIONS MUNYA WANGU Asi imi vakadzi chii nemi...why musingaite respect kuvarume venyu? Ndogara namadam vangu tine vana vaviri umwe ane 4 years umwe ane 2 years...so upenyu hwekumusha mongohuziva kti ma1....paden pedu chikafu chishoma so ndakati kumhuri yangu pano tikasangwars tofa nenzara so tichabika porridge masikati manheru tobika sadza makuseni ais danger tinokanga maputi....takatenderana kudaro manje ini patinodys sadza ndosiys rimwe kti makuseni ndiwane kubatisa ura....so upfu hwakapera mafeko ndobva ndasiya kasadza kangu semazuva ese...ndamuka makuseni ndichiti sezvo pasina upfu regai ndimbondeya ndeya ndisamanyira kudya kamunya kangu ndingazoswera nenzara.....pandati Manje dzavekuma past 11 masikati ndopandati regai ndichinodya kamunya kays ndichisvika wanike mai mwana vatora vapa vana....ini ndobvunza kti koiwe sei wapa vana Sadza rangu avekuti wanga uchida kti iwe udye vna voswera nenzara..heee hauna tsitsi nevana...ndobva ndati usandiudza zvetsit...